Isaya 27:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Pamusi iwoyo kubvira kuRwizi rweYufuratesi kusvikira kuKakova keIjipiti, Tenzi achapfuura achikunongererai mumwe nomumwe imi vanhu veIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino nezuʋa iro Jehova ucapura ɀiyo kubvira pamvura yoRwizi kuȿikira parukoʋa rweEgipita; imi mucaʋuŋganidzwa, muciita mumŋe‐mumŋe, imi ʋana ʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino nezuva iro Jehovha achapura zviyo kubvira pamvura yoRwizi kusvikira parukova rweIjipiti; imi muchaunganidzwa, muchiita mumwe-mumwe, imi vana vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamusi iwoyo kubvira kuRwizi rweYufuratesi kusvikira kuKakova keIjipiti, Tenzi achapfuura achikunongererai mumwe nomumwe imi vanhu veIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Pazuva iro Jehovha achapura kubva panoyerera Yufuratesi kusvikira paRukova rweIjipiti, uye imi vaIsraeri, muchaunganidzwa muchiita mumwe mumwe. Viz kapitola |