Online Bible

- Reklamy -

Isaya 27:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Kana mapazi aro anooma otyoka vakadzi vanouya vozoakuhwidzisa moto. Pamusana pokuti vanhu ivava vanhu vasina pfungwa, naizvozvo iye akavasika haazovanzwira tsitsi iye wacho akavaumba haambovaitira mwoyochena.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Kana mataʋi apo awoma, acavunwa; ʋakadzi ʋacaʋuya ʋaciapisa; nokuti ʋanhu aʋa haʋanenjere; saka wakaʋaita haaŋgaʋi netsitsi naʋo, wakaʋaʋumba haaŋgaʋi noruɗo naʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Kana matavi apo aoma, achavhunwa; vakadzi vachauya vachiapisa; nokuti vanhu ava havana njere; saka akavaita haangavi netsitsi navo, akavaumba haangavi norudo navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kana mapazi aro anooma otyoka vakadzi vanouya vozoakuhwidzisa moto. Pamusana pokuti vanhu ivava vanhu vasina pfungwa, naizvozvo iye akavasika haazovanzwira tsitsi iye wacho akavaumba haambovaitira mwoyochena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Panooma matavi acho, anovhuniwa, uye vakadzi vanouya vovesa moto nawo. Nokuti vanhu ava havana njere; nokudaro Muiti wavo haachina tsitsi pamusoro pavo, uye Musiki wavo haangavaitiri nyasha.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 27:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy