Isaya 27:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti guta retsvingo rangosara rava roga roga somusha wakasiyiwa wakaramwiwa, serenje chairo mava kutofura zvamo mhuru ichitorara zvayo pasi ichitokwazwura zvayo mapazi aro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti guta, rakakombga noruȿiŋgo, rasiyiwa riri roga, bgaʋa ʋugaro bgasiyiwa riri ɗoŋgo, serenje; ndipo pacaʋa namafuro emhuru, ndipo paicaʋata pasi, icidya mashizha apo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti guta, rakakombwa norusvingo, rasiyiwa riri roga, hwava hugaro hwasiyiwa riri dongo, serenje; ndipo pachava namafuro emhuru, ndipo paichavata pasi, ichidya mashizha apo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti guta retsvingo rangosara rava roga roga somusha wakasiyiwa wakaramwiwa, serenje chairo mava kutofura zvamo mhuru ichitorara zvayo pasi ichitokwazwura zvayo mapazi aro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Guta rakakomberedzwa norusvingo rasiyiwa rava dongo, hwava ugaro hwakasiyiwa, kufanana nerenje; mhuru dzofura ikoko, uye ikoko ndiko kwadzinovata; dzinosiya matavi asisina chinhu. Viz kapitola |