Isaya 27:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Pazuva iroro Tenzi acharanga zigaranyanya nebakatwa rake rakaoma guru rakasimba, iro zinyoka rokutiza, zigaranyanya, zinyoka rinozvongonyoka, achaurayawo zigaranyanya romugungwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nezuʋa iro Jehova ucaroʋa nomunondo wake mukukutu, mukuru, nounesimba, reviatani, iyo nyoka inokurumidza, nereviatani, nyoka yakagonyana; ucaʋuraya cikara ciri muguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nezuva iro Jehovha acharova nomunondo wake mukukutu, mukuru, noune simba, reviatani, iyo nyoka inokurumidza, iyo, nyoka yakagonyana; achauraya chikara chiri mugungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazuva iroro Tenzi acharanga zigaranyanya nebakatwa rake rakaoma guru rakasimba, iro zinyoka rokutiza, zigaranyanya, zinyoka rinozvongonyoka, achaurayawo zigaranyanya romugungwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pazuva iro, Jehovha acharanga nomunondo wake, iwo munondo wake mukuru une simba uye unotyisa, Revhiatani nyoka inokurumidza, Revhiatani nyoka inogonyana; achauraya chikara chomugungwa. Viz kapitola |