Isaya 26:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Ini ndinokushuwai nousiku, mweya wangu mandiri unokutsvakisisai kwazvo nokuti kana kutonga kwenyu kwasvika panyika vagari vepasi pano vanobva vadzidza ururami. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndakakushuʋai nomŋeya waŋgu ʋusiku; ɀirokwaɀo, ndicakutȿakai ɀikuru nomŋeya waŋgu uri mukati maŋgu; nokuti kana kutoŋga kwenyu kuri panyika, ʋanhu ʋagere munyika ʋanodzidza ɀakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ndakakushuvai nomweya wangu usiku; zvirokwazvo, ndichakutsvakai zvikuru nomweya wangu uri mukati mangu; nokuti kana kutonga kwenyu kuri panyika, vanhu vagere munyika vanodzidza zvakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini ndinokushuwai nousiku, mweya wangu mandiri unokutsvakisisai kwazvo nokuti kana kutonga kwenyu kwasvika panyika vagari vepasi pano vanobva vadzidza ururami. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mwoyo wangu unokushuvai pausiku; mangwanani, mweya wangu unokupangai. Kutonga kwenyu pakunouya panyika, vanhu vanogara panyika vanodzidza zvokururama. Viz kapitola |