Online Bible

- Reklamy -




Isaya 26:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Takanga takazvitakura tikayaura asi takasununguka mhepo. Kununura nyika ino hatina, kunyange vagari vapanyika havana kukurirwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Isu takaŋga tinemimba, takaŋga tiri pakurwadziwa, takaɓereka ɀineŋge mhepo ɓedzi; hatinakuʋigira nyika sunuŋguro, ʋuye ʋaŋgagara panyika haʋana‐kuɀarwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Isu takanga tava nepamuviri, takanga tiri pakurwadziwa, takabereka zvinenge mhepo bedzi; hatina kuvigira nyika sununguro, uye vangagara panyika havana kuzvarwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Takanga takazvitakura tikayaura asi takasununguka mhepo. Kununura nyika ino hatina, kunyange vagari vapanyika havana kukurirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Takanga tine mimba, tichimonyoroka mukurwadziwa, asi takabereka mhepo. Hatina kuvigira nyika ruponeso; hatina chatakaberekera vanhu venyika.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 26:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy