Online Bible

- Reklamy -




Isaya 25:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Imi Tenzi, ndimi Mwari wangu, ndinokukudzai ndichirumbidza zita renyu, nokuti makaita zvinhu zvinoshamisa zvamakaronga kare kare zvino kutendeseka kwechokwadi;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Jehova, ndimi Mŋari waŋgu! Ndicakukudzai, ndicarumbidza zita renyu; nokuti makaita ɀinoshamisa, iɀo ɀamakafuŋga kare nokutendeka neɀokwaɗi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Jehovha, ndimi Mwari wangu! Ndicharumbidza zita renyu; nokuti makaita zvinoshamisa, izvo zvamakafunga kare nokutendeka nezvokwadi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Imi Tenzi, ndimi Mwari wangu, ndinokukudzai ndichirumbidza zita renyu, nokuti makaita zvinhu zvinoshamisa zvamakaronga kare kare zvino kutendeseka kwechokwadi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Haiwa, Jehovha ndimi Mwari wangu; ndichakukudzai uye ndicharumbidza zita renyu, nokuti nokutendeka kukuru makaita zvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvamakaronga kare kare.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 25:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy