Online Bible

- Reklamy -




Isaya 24:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvokunwa waini vachiimba zvachiti nho-o, hwahwa, kune avo vanohunwa, hwava kuvava.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Haʋaŋganwi waini ʋaciimba; ɀinoɓata ɀicaʋaʋa kunaʋanoɀinwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Havanganwi waini vachiimba; zvinobata zvichavava kuna vanozvinwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvokunwa waini vachiimba zvachiti nho-o, hwahwa, kune avo vanohunwa, hwava kuvava.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Havangazonwi waini vachiimba rwiyo; doro rava kuvava kuvanwi varo.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 24:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy