Online Bible

- Reklamy -




Isaya 24:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Pasi pose paipiswa navagari vemo nokuti vakadarika mitemo vakaramba mirao vakatyora chitenderano chokugara nokugara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nyika yakaȿiɓiswa ʋo naʋagere mairi; nokuti ʋakaɗarika mirairo, ʋakakaŋganisa mitemo, nokuputsa suŋgano isiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nyika yakasvibiswawo navagere mairi; nokuti vakadarika mirayiro, vakakanganisa mitemo, nokuputsa sungano isingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Pasi pose paipiswa navagari vemo nokuti vakadarika mitemo vakaramba mirao vakatyora chitenderano chokugara nokugara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Nyika inosvibiswa navanhu vayo; havana kuteerera mirayiro, vakapandukira mitemo uye vakaputsa sungano isingaperi.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 24:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy