Online Bible

- Reklamy -




Isaya 24:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pasi pose pari kuchema, pauna, nyika iri kuperezeka nokusvava, matenga ari kuperezekawo pamwechete napasi pose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nyika inocema nokuwoma, pasi pose panopera simba nokuwoma, ʋanhu ʋakakudzwa ʋenyika ʋanopera simba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nyika inochema nokuoma, pasi pose panopera simba nokuoma, vanhu vakakudzwa venyika vanopera simba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pasi pose pari kuchema, pauna, nyika iri kuperezeka nokusvava, matenga ari kuperezekawo pamwechete napasi pose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nyika inooma uye inosvava, pasi pose panorwadziwa uye panounyana, vanokudzwa venyika vanopera simba uye vanorwadziwa.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 24:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy