Isaya 24:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Pasi pose pachanyatsoparadzwa zvokunyatsoitwa dongo chairo nokuti Tenzi wazvitaura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nyika icabvisirwa ɀose ɀayo, icaparadzwa cose; nokuti Jehova wakataura shoko iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nyika ichabvisirwa zvose zvayo, ichaparadzwa chose; nokuti Jehovha akataura shoko iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pasi pose pachanyatsoparadzwa zvokunyatsoitwa dongo chairo nokuti Tenzi wazvitaura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nyika ichaparadzwa zvachose uye ichatorerwa zvayo zvose. Jehovha ataura shoko irori. Viz kapitola |