Online Bible

- Reklamy -




Isaya 24:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 vachaunganidzwa pamwechete savasungwa vari muhunza, vachapfigirwa mujeri mushure memazuva mazhinji vanozorangwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ʋacaʋuŋganidzwa pamŋe cete, seɀinoʋuŋganidzwa ʋasuŋgwa mugomba, ʋacapfigirwa mutoroŋgo; ɀino kana mazuʋa mazhinji apfuʋura ʋacashanyirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Vachaunganidzwa pamwechete, sezvinounganidzwa vasungwa mugomba, vachapfigirwa mutorongo; zvino kana mazuva mazhinji apfuura vachashanyirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 vachaunganidzwa pamwechete savasungwa vari muhunza, vachapfigirwa mujeri mushure memazuva mazhinji vanozorangwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Vachaunganidzwa pamwe chete kufanana navasungwa vakasungwa mugomba; vachapfigirwa mutorongo vagozorangwa kwamazuva mazhinji.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 24:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy