Isaya 24:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Anotiza maungira anotyisa achawira muhunza, anenge ati regai ndibude muhunza imomo anobva anzi kachi nomusungo nokuti mawindho edenga akazaruka nougaro hwenyika huri kundengendeka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino, unotiza ɓope rokutyisa, ucawira mugomba; unokwira acibva mukati megomba, ucaɓatwa nomusuŋgo; nokuti mawindi okumsoro azaruka, nenheyo dzenyika dzinoɗeɗera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino, anotiza bope rokutyisa, achawira mugomba; anokwira achibva mukati megomba, achabatwa nomusungo; nokuti mawindo okumusoro azaruka, nenheyo dzenyika dzinodedera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Anotiza maungira anotyisa achawira muhunza, anenge ati regai ndibude muhunza imomo anobva anzi kachi nomusungo nokuti mawindho edenga akazaruka nougaro hwenyika huri kundengendeka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ani naani anotiza kutinhira kunotyisa, achawira mugomba; ani naani anokwira achibuda mugomba achabatwa mumusungo. Nokuti mawindo okudenga azaruka, uye nheyo dzapanyika dzozungunuka. Viz kapitola |