Isaya 24:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Imi vagari vapanyika kutya nehunza nomusungo zvavanemi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kutya, negomba, nomusuŋgo ɀicakuwira, iwe ugere panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Kutya, negomba, nomusungo zvichakuwira, iwe ugere panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Imi vagari vapanyika kutya nehunza nomusungo zvavanemi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kutya negomba zvakakumirirai, imi vanhu vapanyika. Viz kapitola |