Isaya 24:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Chinzwai, Tenzi achaparadza pasi pose Achipaita renje achawondonga nyika achimwararanisa vageremo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Tarirai, Jehova unobvisa ɀose panyika nokuiparadza, nokuitsindikira, nokuparadzira ʋagere mairi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Tarirai, Jehovha anobvisa zvose panyika nokuiparadza, nokuitsindikira, nokuparadzira vagere mairi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chinzwai, Tenzi achaparadza pasi pose Achipaita renje achawondonga nyika achimwararanisa vageremo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Tarirai, Jehovha ari kuzoparadza nyika achiiparadza zvachose; achanyangadza kutarisika kwayo uye achaparadzira vanogaramo, Viz kapitola |