Online Bible

- Reklamy -




Isaya 23:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Nyarawo kani iwe Sidhoni nokuti hwenje hwegungwa hwati handina kumborwadzwa kana kumbosununguka munhu. Handina majaya andakarera kana mhandara dzandakayarutsa ini.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nyara, iwe Sidoni, nokuti guŋgwa rataura, nenhare yeguŋgwa, riciti: Handina‐kurwadziwa, handina‐kuɓereka, handina‐kurera majaya, kana kukurisa mhandara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nyara, iwe Sidhoni, nokuti gungwa rataura, nenhare yegungwa, richiti, “Handina kurwadziwa, handina kubereka, handina kurera majaya, kana kukurisa mhandara.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Nyarawo kani iwe Sidhoni nokuti hwenje hwegungwa hwati handina kumborwadzwa kana kumbosununguka munhu. Handina majaya andakarera kana mhandara dzandakayarutsa ini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nyara, iwe Sidhoni, uye newe nhare yegungwa, nokuti gungwa rataura richiti, “Handina kumborwadziwa kana kubereka; handina kumborera vanakomana kana kukurisa vanasikana.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 23:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy