Online Bible

- Reklamy -

Isaya 23:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Chitarisai muone nyika iya haisiri Asiria havasiri vaAsiria asi kuti vanhu ava vechiKaridhea ndivo vakakanzera Tire kuti rive guta remhuka dzesango vakavaka nharire dzokurikomba nadzo vakaparadza mizinda yaro vakariita kuti rive dongo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Tarirai nyika yaʋaKardea; rudzi urwo haruci’po; ʋaAsiria ʋakaiita nyika yeɀikara ɀerenje; ʋakamisa shoŋgwe dzaʋo, ʋakawisa dzimba dzoʋushe dzaiʋa’mo; ʋakaiita ɗoŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Tarirai nyika yavaKaradhea; rudzi urwo haruchipo; vaAsiria vakaiita nyika yezvikara zverenje; vakamisa shongwe dzavo, vakawisa dzimba dzoushe dzaivamo; vakaiita dongo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chitarisai muone nyika iya haisiri Asiria havasiri vaAsiria asi kuti vanhu ava vechiKaridhea ndivo vakakanzera Tire kuti rive guta remhuka dzesango vakavaka nharire dzokurikomba nadzo vakaparadza mizinda yaro vakariita kuti rive dongo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Tarira nyika yavaBhabhironi, rudzi urwo haruchaverengwi zvino! VaAsiria vakaiita nzvimbo yemhuka dzerenje; vakamisa shongwe dzavo dzokurwa, vakakoromora nhare dzaro dzikava pasina, uye vakarishandura rikava dongo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 23:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy