Isaya 23:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 “Ati kwauri iwe zvamafaro zvakuperera iwe mhandara yaoneswa ndondo, mukunda, guta reSidhoni, simuka, uyambukire kuSaipurasi kunyange ikoko zororo hauna.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akati: Haucazofari, iwe mukunda weSidoni, mhandara yakamanikidzwa; simuka, uyambukire Kitimi; naikoko hauŋgawani zororo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Akati, “Hauchazofari, iwe mukunda weSidhoni, mhandara yakamanikidzwa; simuka, uyambukire Kitimi; naikoko haungawani zororo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Ati kwauri iwe zvamafaro zvakuperera iwe mhandara yaoneswa ndondo, mukunda, guta reSidhoni, simuka, uyambukire kuSaipurasi kunyange ikoko zororo hauna.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akati, “Mafaro ako haachazovapozve, iwe mhandara yeSidhoni, yaparadzwa! “Simuka uyambukire kuSaipurasi; Kunyange naikoko haundowani zororo.” Viz kapitola |