Isaya 22:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Eramu ndoyakapakata mukutu iine ngoro dzehondo nevarwi vemabhiza, uye vaKiri voisa nhoo pachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Erami wakaɓata goɓa, pamŋe cete namapoka aʋanhu naʋataȿi ʋamabiza; Kiri wakafuɗugura nhoʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Erami akabata goba, pamwechete namapoka avanhu navatasvi vamabhiza; Kiri akafudugura nhoo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Eramu ndoyakapakata mukutu iine ngoro dzehondo nevarwi vemabhiza, uye vaKiri voisa nhoo pachena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Eramu anotora goba, pamwe chete navatasvi vamabhiza nengoro; Kiri anofudugura nhoo. Viz kapitola |