Online Bible

- Reklamy -




Isaya 22:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Vemba yababa vake vachamuti memete vakarembera vose paari vana navazukuru semidziyo midiki yose yomumba kubvira kumakapu kusvikira kuzvirongo zvose zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ʋacaturika paari kukudzwa kwose kweimba yaɓaɓa ʋake, mataʋi namaɓukira, nemidziyo yose miɗuku, kubvira pamikombe kuȿikira pamakate.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 “Vachaturika paari kukudzwa kwose kweimba yababa vake, matavi namabukira, nemidziyo yose miduku, kubvira pamikombe kusvikira pamakate.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vemba yababa vake vachamuti memete vakarembera vose paari vana navazukuru semidziyo midiki yose yomumba kubvira kumakapu kusvikira kuzvirongo zvose zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mbiri yeimba yababa vake ichaturikwa paari; matavi namabukira, nemidziyo midiki yose, kubva pamikombe kusvikira pamakate ose.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 22:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy