Online Bible

- Reklamy -

Isaya 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Makagadzira zigaringiro rokuchengetera mvura pakati petsvingo mbiri rokubata yomudziva rekare riya. Asi hamuna kutarisa kwaari iye nyakuriita kana kumbokendenga zvenyu nezvaiye akaronga kareko kuti rizoitwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 mukaita ʋo gaŋgwa pakati pamaȿiŋgo maʋiri rokuciŋgidzira mvura yedziʋa rakare. Asi hamuna‐kutarira iye wakaɀiita, makaŋga musinehanya naiye wakaɀifuŋga kare.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 mukaitawo gungwa pakati pamasvingo maviri rokuchingidzira mvura yedziva rakare. Asi hamuna kutarira iye akazviita, makanga musine hanya naiye akazvifunga kare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Makagadzira zigaringiro rokuchengetera mvura pakati petsvingo mbiri rokubata yomudziva rekare riya. Asi hamuna kutarisa kwaari iye nyakuriita kana kumbokendenga zvenyu nezvaiye akaronga kareko kuti rizoitwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Makavaka gungwa pakati pamasvingo maviri, kuti muchingidzire mvura yomudziva rakare, asi hamuna kutarira kuna Iye akariita, kana kuva nehanya naIye akazvironga kare.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 22:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy