Isaya 21:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 nokuti Tenzi akanditi, “Enda unoisa munhu nharirire azivise zvaanenge aona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti heɀi ɀandaʋudzwa naShe; Enda, undoisa murindi; ŋgaareʋe ɀaanoʋona; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti hezvi zvandaudzwa naShe, “Enda, undoisa murindi; ngaareve zvaanoona; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 nokuti Tenzi akanditi, “Enda unoisa munhu nharirire azivise zvaanenge aona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zvanzi naIshe kwandiri: “Endai, mundogadza nharirire uye muite kuti azivise zvaanoona. Viz kapitola |