Isaya 21:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndatenderera musoro, nhamo yandishayisa chokuita. Mambakwedza andanga ndichichemera andisandukira akava nguva yokuhuta kudedera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mŋoyo waŋgu unedzuŋgu, ndavunduswa neɀinotyisa; rubvunza‐ʋaeni rwandaiɗa rwashanduka cinhu cinondiɗeɗeresa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mwoyo wangu une dzungu, ndavhunduswa nezvinotyisa; rubvunzavaeni rwandaida rwasanduka chinhu chinondidederesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndatenderera musoro, nhamo yandishayisa chokuita. Mambakwedza andanga ndichichemera andisandukira akava nguva yokuhuta kudedera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mwoyo wangu woziya, kutya kwondidederesa; rubvunzavaeni rwandaishuva rwava chinyangadzo kwandiri. Viz kapitola |