Isaya 21:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo ndarwadziwa kwazvo zvokuti muchiuno mangu, handichagona. Ndabatwa ini namarwadzo samarwadzo omukadzi ari kusununguka. Ndakotamiswa zvokuti handichanzwa, ndatopazamiswa nazvo zvokuti handichaona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Saka ɀiʋuno ɀaŋgu ɀizere nokurwadziwa; ndaɓatwa nokurwadziwa, sokurwadziwa kwomukadzi unosurumuka; ndakotamiswa, saka handigoni kunzwa; ndavunduswa, saka handigoni kuʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Saka zviuno zvangu zvizere nokurwadziwa; ndabatwa nokurwadziwa, sokurwadziwa kwomukadzi unosununguka; ndakotamiswa, saka handigoni kunzwa; ndavhunduswa, saka handigoni kuona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo ndarwadziwa kwazvo zvokuti muchiuno mangu, handichagona. Ndabatwa ini namarwadzo samarwadzo omukadzi ari kusununguka. Ndakotamiswa zvokuti handichanzwa, ndatopazamiswa nazvo zvokuti handichaona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Naizvozvo muviri wangu wakazara nokurwadziwa; marwadzo akandibata, kufanana nomukadzi ari kusununguka; ndiri kudzedzereka nezvandinonzwa, ndakanganisika nezvandinoona. Viz kapitola |