Online Bible

- Reklamy -

Isaya 20:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Panguva iyoyo, Tenzi akanga afanotaura nokuna Isaya mwanakomana waAmozi kuti, “Enda unosunungura mutikisha wamasaga uubvise muchiuno mako, ubvise shangu dzako mumakumbo.” Akaita saizvozvo, ava kufamba ari mutwi asina shangu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 neŋguʋa iyo Jehova wakataura naIsaya mŋanakomana waAmozi, aciti: Enda, undosunuŋgura gudza riri paɀiʋuno ɀako, ubvise shaŋgu yako parutsoka rwako. Iye akaita saiɀoɀo, akafamba asineŋguʋo, asineshaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 nenguva iyo Jehovha akataura naIsaya mwanakomana waAmozi, achiti, “Enda, undosunungura gudza riri pazviuno zvako, ubvise shangu yako parutsoka rwako.” Iye akaita saizvozvo, akafamba asine nguo, asine shangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Panguva iyoyo, Tenzi akanga afanotaura nokuna Isaya mwanakomana waAmozi kuti, “Enda unosunungura mutikisha wamasaga uubvise muchiuno mako, ubvise shangu dzako mumakumbo.” Akaita saizvozvo, ava kufamba ari mutwi asina shangu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 panguva iyoyo Jehovha akataura kubudikidza naIsaya mwanakomana waAmozi. Akati kwaari, “Bvisa nguo yesaga pamuviri wako neshangu mumakumbo mako.” Iye akaita saizvozvo, akafamba asina nguo uye asina shangu.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 20:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy