Isaya 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Nyika yavo izere zvifananidzo zvokunamata vanopfugamira basa ravakaita namaoko avo zvinhu zvavakaita ivo neminwe yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nyika yaʋo izere ʋo neɀifananidzo; ʋanonamata ɀakaitwa namaʋoko aʋo, iɀo ɀakaitwa neminwe yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nyika yavo izerewo nezvifananidzo; vanonamata zvakaitwa namaoko avo, izvo zvakaitwa neminwe yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nyika yavo izere zvifananidzo zvokunamata vanopfugamira basa ravakaita namaoko avo zvinhu zvavakaita ivo neminwe yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nyika yavo izere nezvifananidzo; vanopfugamira mabasa amaoko avo, kuzvinhu zvakaitwa neminwe yavo. Viz kapitola |