Online Bible

- Reklamy -




Isaya 19:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Nomusi iwoyo kuchava neatari yaTenzi mukati menyika yeIjipiti nomusimboti waTenzi kumuganhu kwayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nezuʋa iro pakati penyika yeEgipita pacaʋa neartari kunaJehova, nembiru pamuganho waro kunaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nezuva iro pakati penyika yeIjipiti pachava nearitari kuna Jehovha, nembiru pamuganho waro kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Nomusi iwoyo kuchava neatari yaTenzi mukati menyika yeIjipiti nomusimboti waTenzi kumuganhu kwayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Pazuva iro, pachava nearitari kuna Jehovha mukati chaimo meIjipiti, nembiru kuna Jehovha pamuganhu wayo.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 19:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy