Isaya 19:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Musi iwoyo munyika yeIjipiti muchava namaguta mashanu anotaura rurimi rweKanani vachitopika naTenzi wehondo nehondo. Rimwe rawo richanzi, “Gutarezuva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nezuʋa iro maguta mashanu acaʋa’po panyika yeEgipita, anotaura rurimi rweKanani, ʋacipika naJehova wehondo; mumŋe ucaidzwa Guta rokuparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nezuva iro maguta mashanu achavapo panyika yeIjipiti, anotaura rurimi rweKanani, vachipika naJehovha wehondo; mumwe achaidzwa Guta rokuparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Musi iwoyo munyika yeIjipiti muchava namaguta mashanu anotaura rurimi rweKanani vachitopika naTenzi wehondo nehondo. Rimwe rawo richanzi, “Gutarezuva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Pazuva iro, maguta mashanu omuIjipiti achataura mutauro weKenani uye vachapikira vachazvipira kuna Jehovha Wamasimba Ose. Rimwe racho richanzi Guta roKuparadza. Viz kapitola |