Isaya 19:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Nyika yokwaJudha ichava chazezesa kuvaIjipiti. Anongoinzwa chete ichidomwa achatya pamusana pedzavarongerwa naTenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nyika yaJuda icaʋa cityiso ceEgipita; mumŋe nomumŋe unoɀiʋudzwa ucatya nokuɗa kwomutemo waJehova wehondo, waakatema pamsoro paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nyika yaJudha ichava chityiso cheIjipiti; mumwe nomumwe anozviudzwa achatya nokuda kwomutemo waJehovha wehondo, waakatema pamusoro pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Nyika yokwaJudha ichava chazezesa kuvaIjipiti. Anongoinzwa chete ichidomwa achatya pamusana pedzavarongerwa naTenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Uye nyika yeJudha ichava chinhu chinotyisa kuvaIjipita; mumwe nomumwe achanzwa nezvaJudha achatya, nokuda kwezvinofungwa naJehovha Wamasimba Ose pamusoro pavo. Viz kapitola |