Online Bible

- Reklamy -




Isaya 19:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Hapana chichagona kuitwa muIjipiti nenhungamiri nevokumuswe vacho kana kuitwa nebazi romurara kunyange norutsanga zvarwo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Saka Egipita haiŋgazoʋi neɓasa cose, riŋgaitwa nomusoro kana nomuswe, kana neɗaʋi romucindwe kana nenhokwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Saka Ijipiti haingazovi nebasa chose, ringaitwa nomusoro kana nomuswe, kana nedavi romuchindwe kana nenhokwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Hapana chichagona kuitwa muIjipiti nenhungamiri nevokumuswe vacho kana kuitwa nebazi romurara kunyange norutsanga zvarwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Hapana chingaitwa neIjipiti, musoro kana muswe, davi romuchindwe kana rushanga.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 19:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy