Online Bible

- Reklamy -




Isaya 18:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Ndinodaro nokuti, panongoti kutumbuka perei ruva racho rava girepisi ratookuibva, achacheka nhungirwa dzacho nejeko rokupemhenesa, mapazi akatandavara achiatema.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti kukohwa kusati kwaȿika, kana maruʋa azuka, ruʋa rashanduka zambiriŋga roɗo‐kuibva, ucagura mataʋi namapaŋga; namataʋi anotandira ucaabvisa nokuatema.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti kukohwa kusati kwasvika, kana maruva azuka, ruva rashanduka dzambiringa roda kuibva, achagura matavi namapanga; namatavi anotandira achaabvisa nokuatema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Ndinodaro nokuti, panongoti kutumbuka perei ruva racho rava girepisi ratookuibva, achacheka nhungirwa dzacho nejeko rokupemhenesa, mapazi akatandavara achiatema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Nokuti, kukohwa kusati kwasvika, kana kutungira kwamaruva kwaguma, uye ruva rova muzambiringa woibva, achagura mabukira namapanga okurangura, achatemera pasi uye agorasira kure matavi akatandavara.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 18:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy