Isaya 18:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 “Imi mose vagari vapasi pose imi mugere panyika, kana pamakomo pasimudzwa mucherechedzo, tarisai, kana kwaridzwa bhosvo, teererai Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Imi mose muri pasi pose, nemi mugere panyika, kana mureza ucisimudzwa pamakomo, tarirai; kana hwamanda iciridzwa, inzwai! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Imi mose muri pasi pose, nemi mugere panyika, kana mureza uchisimudzwa pamakomo, tarirai; kana hwamanda ichiridzwa, inzwai!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Imi mose vagari vapasi pose imi mugere panyika, kana pamakomo pasimudzwa mucherechedzo, tarisai, kana kwaridzwa bhosvo, teererai Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Imi mose muri pasi pose, imi munogara panyika, kana mureza wasimudzwa pamusoro pamakomo, muchauona, uye kana hwamanda yarira, muchainzwa. Viz kapitola |