Isaya 17:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Hongu zvokufuhwa zvichasarawo zvirimo sezvinongoitawo muti womuorivhi kana wagumwa. Maorivhi maviri kana matatu anosara pabazi rokumusorosoro, michero mina kana mishanu pamapazi omuti womuchero.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari weIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kunyaŋge ɀakaɗaro mimŋe micero icasarira’mo, seɀinoitika kana muorivi ucizuzwa, ɀiɓereko ɀiʋiri kana ɀitatu kumuromo weɗaʋi rokumsoro‐soro, ɀinna kana ɀishanu pamataʋi okunze omuti unoɓereka kwaɀo, ndiɀo ɀinotaura Jehova, Mŋari waIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kunyange zvakadaro mimwe michero ichasariramo, sezvinoitika kana muorivhi uchizuzwa, zvibereko zviviri kana zvitatu kumuromo wedavi rokumusoro-soro, zvina kana zvishanu pamatavi okunze omuti unobereka kwazvo, ndizvo zvinotaura Jehovha, Mwari waIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hongu zvokufuhwa zvichasarawo zvirimo sezvinongoitawo muti womuorivhi kana wagumwa. Maorivhi maviri kana matatu anosara pabazi rokumusorosoro, michero mina kana mishanu pamapazi omuti womuchero.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari weIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Kunyange zvakadaro dzimwe tsanga dzichasara, sezvinoita muorivhi kana wazunzwa, uchisiya maorivhi maviri kana matatu pamatavi okumusoro-soro, mana kana mashanu pamatavi makuru anobereka,” ndizvo zvinotaura Jehovha Mwari waIsraeri. Viz kapitola |