Isaya 17:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Guta retsvingo richaparara kwaEfuremu kuDhamasikusi umambo huchabviswa chitsama chichasara cheveSiria chichaita zvakaitika kumukurumbira wevanhu vokwaIsiraeri,” ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nhare icabviswa panaEfraimi, noʋushe paDamasko; ʋakasara ʋeSiria ʋacaʋa sembiri yaʋana ʋaIsraeri, ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nhare ichabviswa panaEfuremu, noushe paDhamasiko; vakasara veSiria vachava sembiri yavana vaIsiraeri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Guta retsvingo richaparara kwaEfuremu kuDhamasikusi umambo huchabviswa chitsama chichasara cheveSiria chichaita zvakaitika kumukurumbira wevanhu vokwaIsiraeri,” ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Maguta akakomberedzwa namasvingo achanyangarika achibva pana Efuremu, uye simba roushe kubva paDhamasiko; vakasara veAramu vachava sembiri yavaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. Viz kapitola |