Online Bible

- Reklamy -




Isaya 17:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ndinodaro nokuti imi makakanganwa Mwari ruponeso rwenyu mukakanganwa dombo ramunopotera. Naizvozvo kunyange mukadyara mbesa dzakanaka kana kusima migirepisi yavamwari vokumwe

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti wakaŋganwa Mŋari Muponesi wako, hauna‐kuraŋgarira ɗombo roʋutiziro bgako. Saka unoɀisimira miti inofadza, unoisa’mo mizambiriŋga yakabva kumŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti wakanganwa Mwari Muponesi wako, hauna kurangarira dombo routiziro hwako. Saka unozvisimira miti inofadza, unoisamo midzambiringa yakabva kumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ndinodaro nokuti imi makakanganwa Mwari ruponeso rwenyu mukakanganwa dombo ramunopotera. Naizvozvo kunyange mukadyara mbesa dzakanaka kana kusima migirepisi yavamwari vokumwe

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Nokuti wakanganwa Mwari Muponesi wako, hauna kurangarira Dombo, iyo nhare yako. Naizvozvo, kunyange ukazvisimira miti yakanakisisa, uye ukadyara mizambiringa inobva kune dzimwe nyika,

Viz kapitola kopírovat




Isaya 17:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy