Isaya 16:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti minda yokuHeshibhoni neminda yamagirepisi yokuSibhuma yosvava, madzishe edzindudzi akakwazhura mapazi ayo aisvika kana nokuJazeru achirasikira nokugwenga uko; nhungirwa dzacho dzichitandira uko nouko dzichitopfuura zvadzo napamusoro pegungwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti minda yeHeshboni yawoma, nomuzambiriŋga weSibma; madzishe amarudzi avuna mataʋi awo akanaka, akaŋga aciȿikira Jazeri, akaŋga atandira kurenje; mataʋi awo akaŋga atandaʋara, ayambukira guŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti minda yeHeshibhoni yaoma, nomudzambiringa weSibhima; madzishe amarudzi avhuna matavi awo akanaka, akanga achisvikira Jazeri, akanga atandira kurenje; matavi awo akanga atandavara, ayambukira gungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti minda yokuHeshibhoni neminda yamagirepisi yokuSibhuma yosvava, madzishe edzindudzi akakwazhura mapazi ayo aisvika kana nokuJazeru achirasikira nokugwenga uko; nhungirwa dzacho dzichitandira uko nouko dzichitopfuura zvadzo napamusoro pegungwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Minda yeHeshibhoni yaoma uye mazambiringa eSibhima aomawo. Vatongi vendudzi vatsika-tsika mizambiringa yakaisvonaka, iyo yaimbosvika kuJazeri uye yaitandira yakananga kurenje. Mabukira ayo aitandira kusvika kugungwa. Viz kapitola |