Isaya 16:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Naizvozvo Moabhu ngaizvicheme, rungairai chaizvo kuchema, munhu wose ngaacheme Moabhu, ngavacheme zvambwa zvamagirepisi okuKirihareseti Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Saka Moabi ucacema Moabi, mumŋe nomumŋe ucacema; mucacemera mapundu amazambiriŋga eKiri‐hareseti, mamanikidzwa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Saka Moabhi achachema Moabhi, mumwe nomumwe achachema; muchachemera mapundu amadzambiringa eKirihareseti, mamanikidzwa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvo Moabhu ngaizvicheme, rungairai chaizvo kuchema, munhu wose ngaacheme Moabhu, ngavacheme zvambwa zvamagirepisi okuKirihareseti Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Naizvozvo vaMoabhu voungudza, vanoungudzira Moabhu pamwe chete. Chemai musuwe nokuda kwavarume veKiri Hareseti. Viz kapitola |