Online Bible

- Reklamy -




Isaya 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Takanzwa nezvokuzvikudza kweMoabhu nokudada kukuru kwayaiita; nezvokuzvitutumadza kwayo nokuzvitora kwainoita, nokutafura kwayo kuzvizuwidza kwayo, hakuna chakunobatsira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Takanzwa ɀokuɀikudza kwaMoabi, kuti unoɀikudza kwaɀo; ɀamanyawi ake, nokuɀikudza kwake, nehasha dzake; asi kuɀirumbidza kwake hakunamaturo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Takanzwa zvokuzvikudza kwaMoabhi, kuti unozvikudza kwazvo; zvamanyawi ake, nokuzvikudza kwake, nehasha dzake; asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Takanzwa nezvokuzvikudza kweMoabhu nokudada kukuru kwayaiita; nezvokuzvitutumadza kwayo nokuzvitora kwainoita, nokutafura kwayo kuzvizuwidza kwayo, hakuna chakunobatsira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Takanzwa nezvokuzvikudza kwaMoabhu, namanyawi ake makuru uye kuzvida kwake, kuzvikudza kwake nokuvirima kwake, asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 16:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy