Online Bible

- Reklamy -

Isaya 16:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 ndopachagadzikwa chigaro choumambo chichimiswa nenyasha. Pachiri, mumwe akatendeseka wetendhe rokwaDhavhidhi achagarapo. Iyeyo anenge ari munhu anotonga akanangana noruenzaniso uye anokurumidza kuita zvakarurama.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Cigaro coʋushe cicamiswa netsitsi; mumŋe ucagara pamsoro paco neɀokwaɗi, mutente raDavidi, acitoŋga, acitȿaka kururamisira ʋanhu, acikurumidza kuita ɀakarurama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Chigaro choushe chichamiswa netsitsi; mumwe uchagara pamusoro pacho nechokwadi, mutende raDhavhidhi, achitonga, achitsvaka kururamisira vanhu, achikurumidza kuita zvakarurama.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 ndopachagadzikwa chigaro choumambo chichimiswa nenyasha. Pachiri, mumwe akatendeseka wetendhe rokwaDhavhidhi achagarapo. Iyeyo anenge ari munhu anotonga akanangana noruenzaniso uye anokurumidza kuita zvakarurama.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Murudo, chigaro choushe chichasimbiswa; mukutendeka, munhu achagarapo, mumwe anobva kuimba yaDhavhidhi, uyo anoti achitonga anotsvaka kururamisira, uye achikurumidza kuita zvakarurama.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 16:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy