Online Bible

- Reklamy -

Isaya 16:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Regai zvenyu vasingadiwe kuMoabhu vambotiwo garei zvavo pakati penyu muve diziro ravo rokuhwanda muparadzi. Pachazenge zvamuperera wokudzvinyirira vamwe uyu, zvokuparadza izvi kusisina, naiye nyakutsokodzera vamwe netsoka atsakatika panyika,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ʋanhu ʋaŋgu ʋakadziŋgwa ŋgaʋagare newe; kana ari Moabi, uʋe kwaari paaŋgaʋanda pamberi pomuparadzi; nokuti mutambudzi haaci’po, kuparadza kwapera, ʋamanikidzi ʋabva panyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Vanhu vangu vakadzingwa ngavagare newe; kana ari Moabhi, uve kwaari paangavanda pamberi pomuparadzi; nokuti mutambudzi haachipo, kuparadza kwapera, vamanikidzi vabva panyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Regai zvenyu vasingadiwe kuMoabhu vambotiwo garei zvavo pakati penyu muve diziro ravo rokuhwanda muparadzi. Pachazenge zvamuperera wokudzvinyirira vamwe uyu, zvokuparadza izvi kusisina, naiye nyakutsokodzera vamwe netsoka atsakatika panyika,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Rega vatizi veMoabhu vagare newe, iva utiziro hwavo kubva kumuparadzi.” Mutambudzi achasvika kumagumo, uye kuparadza kuchapera; mudenhi achatsakatika panyika.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 16:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy