Online Bible

- Reklamy -




Isaya 16:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Vanhu veMoabhu vari kuguta reSera riri kurenje vakatumira hwayana kumutongi wenyika, kugomo romukunda, guta reZioni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Tumirai muɓati wenyika makwaiana, abve Sera aende kurenje, kugomo romukunda weZioni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Tumirai mubati wenyika makwayana, abve Sera aende kurenje, kugomo romukunda weZioni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Vanhu veMoabhu vari kuguta reSera riri kurenje vakatumira hwayana kumutongi wenyika, kugomo romukunda, guta reZioni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Tumirai mutero wamakwayana kumutongi wenyika, kubva kuSera, zvichiyambukira kurenje, kugomo roMwanasikana weZioni.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 16:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy