Isaya 15:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Naizvozvo upfumi hwavakawana, vakachengeta vavakutohutakura kuyambuka kaKova Kemushambangwena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Saka ɀizhinji ɀaʋakawana, neɀaʋakaceŋgeta, ʋacayambuka naɀo parukoʋa rwemikonacando. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Saka zvizhinji zvavakawana, nezvavakachengeta, vachayambuka nazvo parukova rwemikonachando. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvo upfumi hwavakawana, vakachengeta vavakutohutakura kuyambuka kaKova Kemushambangwena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Saka pfuma yavakawana neyavakaunganidza vanoiyambutsira mhiri kworukova rwemikonachando. Viz kapitola |