Isaya 15:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Mumigwagwa vanopfeka masaga, vapamusoro pedzimba nomunhandare vanhu vari kubongomora vachimokoteka misodzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Panzira dzomumisha yaʋo ʋakaɀisuŋga namakudza, pamsoro pedzimba dzaʋo, napamaɗare aʋo, mumŋe nomumŋe unowuŋgudza acicema ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Panzira dzomumisha yavo vakazvisunga namakudza, pamusoro pedzimba dzavo, napamadare avo, mumwe nomumwe anowungudza achichema zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mumigwagwa vanopfeka masaga, vapamusoro pedzimba nomunhandare vanhu vari kubongomora vachimokoteka misodzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Munzira dzomuguta vakapfeka masaga: pamusoro pamatenga edzimba uye nomumatare, vanoungudza vose, vakazvambarara vachichema. Viz kapitola |