Isaya 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Hero Zuva raTenzi rouya! Zuva routsinye nokutsamwa nerehasha dzinotyisa rokusiya nyika yava renje nokuparadza vatadzi mairi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Tarirai, zuʋa reJehova rinoʋuya, rinotyisa, rinehasha nokutsamŋa kukuru, kuti ashandure nyika riite ɗoŋgo, nokuparadza ʋatadzi ʋayo ʋabve’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Tarirai, zuva raJehovha rinouya, rinotyisa, rine hasha nokutsamwa kukuru, kuti ashandure nyika riite dongo, nokuparadza vatadzi vayo vabvemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hero Zuva raTenzi rouya! Zuva routsinye nokutsamwa nerehasha dzinotyisa rokusiya nyika yava renje nokuparadza vatadzi mairi; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Tarirai, zuva raJehovha riri kuuya, zuva rakaipisisa, rine hasha nokutsamwa kunotyisa, kuti nyika ive dongo uye nokuzoparadza vatadzi vari mukati mayo. Viz kapitola |