Online Bible

- Reklamy -




Isaya 13:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 zvichivakanhamisa. Vachabatwa nokurwadziwa zvokutodemba, vacharwadziwa somukadzi ari pakusununguka. Vachangoti nde-e kutarisana vazvishayira pazvo zviso zvavo zvichidikitira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 ʋacavunduka; ʋacaɓatwa nokurwadziwa namaɗambudziko; ʋacarwadziwa somukadzi unosurumuka; ʋacatarirana ʋacishamiswa; ɀiso ɀaʋo ɀicafanana neɀiso ɀomŋoto.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 vachavhunduka; vachabatwa nokurwadziwa namadambudziko; vacharwadziwa somukadzi anosununguka; vachatarisana vachashamiswa; zviso zvavo zvichafanana nezviso zvomoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 zvichivakanhamisa. Vachabatwa nokurwadziwa zvokutodemba, vacharwadziwa somukadzi ari pakusununguka. Vachangoti nde-e kutarisana vazvishayira pazvo zviso zvavo zvichidikitira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Kutya kuchavabata, kurwadziwa nokugomera zvichavabata, vachamonyoroka somukadzi ari kusununguka. Vachatarisana vachishamisika mumwe nomumwe wavo, zviso zvavo zvichipfuta.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 13:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy