Isaya 13:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Hwihwidzai kuchema, nokuti Zuva raTenzi rava padyo, iroro richasvika riri zuva rokuparadza kwaSamasimbaose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Cemai, nokuti zuʋa raJehova riri pedyo; rinoȿika sokuparadza kunobva kunaWamasimba ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Chemai, nokuti zuva raJehovha riri pedyo; rinosvika sokuparadza kunobva kuna waMasimbaose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Hwihwidzai kuchema, nokuti Zuva raTenzi rava padyo, iroro richasvika riri zuva rokuparadza kwaSamasimbaose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ungudzai, nokuti zuva raJehovha rava pedyo; richauya nokuparadza kunobva kuna Wamasimba Ose. Viz kapitola |