Online Bible

- Reklamy -




Isaya 13:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vanobva kunyika iri kure uko, vachibva kwakaperera denga chaiko, Tenzi nezvombo zvake zvehondo zvokushatirwa kwaakaita kuzoparadza nyika yose zvayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋanobva kunyika iri kure, kumugumo weɗeŋga, iye Jehova nenhumbi dzake dzokurwa dzeshuŋgu dzake, kuti aparadze nyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vanobva kunyika iri kure, kumugumo wedenga, iye Jehovha nenhumbi dzake dzokurwa dzeshungu dzake, kuti aparadze nyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vanobva kunyika iri kure uko, vachibva kwakaperera denga chaiko, Tenzi nezvombo zvake zvehondo zvokushatirwa kwaakaita kuzoparadza nyika yose zvayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vanobva kunyika dziri kure, kubva kumagumo amatenga, Jehovha nezvombo zvokutsamwa kwake, kuti aparadze nyika yose.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 13:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy