Online Bible

- Reklamy -




Isaya 13:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Uta hwavo hucharakasha kuuraya majaya vachange vasina tsitsi norusvava kana kuitira vana tsiye nyoro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ʋuta bgaʋo ʋucawisira pasi majaya aʋo, haʋaŋgaʋi netsitsi neɀiɓereko ɀeciɀaro; ziso raʋo hariŋgaɗariki ʋana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Uta hwavo huchawisira pasi majaya avo, havangavi netsitsi nezvibereko zvechizvaro; ziso ravo haringadariki vana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Uta hwavo hucharakasha kuuraya majaya vachange vasina tsitsi norusvava kana kuitira vana tsiye nyoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Uta hwavo huchabaya majaya; havazovi nengoni navacheche kana kutarira vana netsitsi.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 13:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy