Isaya 12:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 “Ngatirumbidzei Tenzi nokuti akaita zvinoshamisa, pasi pose ngapazvizive. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Imbirai Jehova; nokuti wakaita ɀinhu ɀakaiȿo‐naka; iɀi ŋgaɀizikanwe panyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Imbirai Jehovha; nokuti akaita zvinhu zvakaisvonaka-naka; izvi ngazvizikanwe panyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Ngatirumbidzei Tenzi nokuti akaita zvinoshamisa, pasi pose ngapazvizive. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Imbirai Jehovha, nokuti akaita zvinhu zvinoshamisa; izvi ngazvizivikanwe pasi pose. Viz kapitola |