Isaya 12:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Pazuva iroro muchati, “Ngatitendei Tenzi tidaidze zita rake tiparidze mabasa ake kumarudzi avanhu tichivazivisa kuti zita rake izita romukurumbira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino nezuʋa iro mucati: Ʋoŋgai Jehova, paridzai zita rake, ziʋisai maɓasa ake pakati paʋanhu, muʋudze ʋanhu kuti zita rake rinokudziwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino nezuva iro muchati, “Vongai Jehovha, paridzai zita rake, zivisai mabasa ake pakati pavanhu, muudze vanhu kuti zita rake rinokudziwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pazuva iroro muchati, “Ngatitendei Tenzi tidaidze zita rake tiparidze mabasa ake kumarudzi avanhu tichivazivisa kuti zita rake izita romukurumbira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pazuva iro muchati, “Vongai Jehovha, danai kuzita rake; zivisai zvaakaita pakati pendudzi, uye muparidze kuti zita rake risimudzirwe. Viz kapitola |